Mateo 18:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, zvose zvamunosunungura panyika, zvichasunungurwa kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Ɀose ɀamunosuŋga panyika, ɀicasuŋgwa kuɗeŋga; neɀose ɀamunosunuŋgura panyika, ɀicasunuŋgurwa kuɗeŋga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Zvechokwadi ndinoti kwamuri, chose chamuchasunga pasi pano chichasungwawo kudenga. Uye chose chamuchasunungura pasi pano nokudenga chichasunungurwawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 “Zvechokwadi ndinoti kwamuri, chose chamuchasunga pasi pano chichasungwawo kudenga. Uye chose chamuchasunungura pasi pano nokudenga chichasunungurwawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Ndinokuudzai chokwadi kuti chose chamuchasunga pano pasi chichasungwa kudenga, nechamunosunungura pano pasi chichasunungurwa kudenga. Viz kapitola |