Online Bible

- Reklamy -




Mateo 18:15 - Shona Bible 1949 revised 2002

15 “Kana hama yako yakutadzira, enda umuudze mhosva yake, iwe naiye muri moga; kana akakunzwa, wadzora hama yako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Kana hama yako yakutadzira, enda umuʋudze mhoȿa yake, iwe naiye muri moga; kana akakunzwa, wadzora hama yako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 “Kana hama yako ikakutadzira, enda undotaurirana naye mhosva yake muri moga. Akakuteerera, watodzora hama yako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 “Kana hama yako ikakutadzira, enda undotaurirana naye mhosva yake muri moga. Akakuteerera, watodzora hama yako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 “Kana hama yako yakutadzira enda umuudze mhosva yake, muri vaviri chete. Kana akakunzwa wadzora hama yako.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 18:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy