Online Bible

- Reklamy -




Mateo 18:14 - Shona Bible 1949 revised 2002

14 Nokudaro hakusi kuda kwaBaba venyu vari kudenga kuti mumwe wavaduku ava aparare.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Nokuɗaro hakuzi kuɗa kwaƂaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga, kuti mumŋe waʋaɗuku aʋa afe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Saizvozvo Baba vangu vari kudenga havadi kuti mumwe wavadiki ava arasike.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Saizvozvo Baba vangu vari kudenga havadi kuti mumwe wavadiki ava arasike.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Nenzira imwe cheteyo Baba venyu vari kudenga havafariri kuti mumwe wavaduku ava arasike.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 18:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy