Online Bible

- Reklamy -




Mateo 17:15 - Shona Bible 1949 revised 2002

15 “Ishe, donzwirai mwanakomana wangu ngoni, nokuti ane tsviyo, anotambudzika kwazvo. Nokuti kazhinji anowira mumoto, kazhinji mumvura.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ishe, ɗonzwirai mŋanakomana waŋgu ŋgoni, nokuti uneɀipusha, unotambudzika kwaɀo. Nokuti kazhinji unowira mumŋoto, kazhinji mumvura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 achiti, “Tenzi nzwirai tsitsi mwanakomana wangu nokuti anorwara netsviyo uye anotambura zvikuru. Kazhinji kaanowira mumoto uye kazhinji kaanowira mumvura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 achiti, “Tenzi nzwirai tsitsi mwanakomana wangu nokuti anorwara netsviyo uye anotambura zvikuru. Kazhinji kaanowira mumoto uye kazhinji kaanowira mumvura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 “Ishe, donzwiraiwo mwanakomana wangu tsitsi. Ane zvipusha uye ari kutambudzika kwazvo. Kazhinji zvinomuwisira mumoto kana mumvura.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 17:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy