Mateo 17:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Vadzidzi vakamubvunza, vachiti, “Vanyori vanotaurireiko, vachiti, Eria anofanira kutanga kuuya?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋadzidzi ʋakamubvunza, ʋaciti: Ʋanyori ʋanotaurireiko, ʋaciti, Eria unofanira kutaŋga kuʋuya? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Ko pamusana pei nyanzvi dzomutemo dzichiti Eriya anofanira kutanga auya?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Ko pamusana pei nyanzvi dzomutemo dzichiti Eriya anofanira kutanga auya?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vadzidzi vakamubvunza vakati, “Ko, sei vadzidzisi vemirayiro vachiti Eria anofanira kutanga kuuya?” Viz kapitola |