Mateo 16:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Hamunzwisisi nazvino here, kana kurangarira zvingwa zvishanu zvavanhu vane zviuru zvishanu, namatengu amakawana kuti aiva mangani? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Hamunzwisisi naɀino here, kana kuraŋgarira ɀiŋgwa ɀishanu ɀaʋanhu ʋaneɀuru ɀishanu, namateŋgu amakawana kuti aiʋa maŋgani? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nazvino hamusati mavakunzwisisa? Hamuyeuki here zvezvingwa zvishanu zvezviuru zvishanu zvavanhu? Uye kuti makaunganidza tswanda ngani? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nazvino hamusati mavakunzwisisa? Hamuyeuki here zvezvingwa zvishanu zvezviuru zvishanu zvavanhu? Uye kuti makaunganidza tswanda ngani? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Hamusati mava kunzwisisa here? Hamurangariri here zvingwa zvishanu zvavanhu vane zviuru zvishanu uye kuti makazadza matengu mangani ezvamakaunganidza? Viz kapitola |