Mateo 16:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Vakarangana pakati pavo, vachiti, “Anodaro, nokuti hatina kutora chingwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakaraŋgana pakati paʋo, ʋaciti: Unoɗaro, nokuti hatina‐kutora ciŋgwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakazvikurukura pachavo vachiti, “Hatina kuuya nechingwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakazvikurukura pachavo vachiti, “Hatina kuuya nechingwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakakurukura nezvenyaya iyi pakati pavo vakati, “Anodaro nokuti hatina kuuya nechingwa.” Viz kapitola |