Mateo 16:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Vakati, “Vamwe vanoti, Johani Mubhabhatidzi; vamwe Eria; vamwe Jeremiya, kana mumwe wavaporofita.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakati: Ʋamŋe ʋanoti: Johane Mubapatidzi; ʋamŋe Eria; ʋamŋe Jeremia, kana mumŋe waʋaprofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vakati, “Vamwe vanoti ndiJohani Muombeki vamwewo vachiti ndiEriya, vamwewo vachiti ndiJeremiya kana kuti mumwe wavaporofita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vakati, “Vamwe vanoti ndiJohani Muombeki vamwewo vachiti ndiEriya, vamwewo vachiti ndiJeremiya kana kuti mumwe wavaporofita.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vakati, “Vamwe vanoti Johani Mubhabhatidzi, vamwewo vanoti Eria, vamwewo vachiti Jeremia kana mumwe wavaprofita.” Viz kapitola |