Mateo 16:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Jesu akati asvika kumativi enyika yeKesaria Firipi, akabvunza vadzidzi vake, akati, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndianiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Jesu wakati aȿika kumatiʋi enyika yeKesaria Firipo, akabvunza ʋadzidzi ʋake, akati: Ʋanhu ʋanoti Mŋanakomana womunhu ndianiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu paakasvika kudunhu reSezariafiripi, akabvunza vadzidzi vake achiti, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndiani?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Jesu paakasvika kudunhu reSezariafiripi, akabvunza vadzidzi vake achiti, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndiani?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Jesu akati asvika kudunhu reKesaria Firipi, akabvunza vadzidzi vake akati, “Vanhu vanoti Mwanakomana woMunhu ndiani?” Viz kapitola |