Mateo 16:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Kana zvingwa zvinomwe zvavanhu vane zviuru zvina, namatengu amakawana kuti aiva mangani? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kana ɀiŋgwa ɀinomŋe ɀaʋanhu ʋaneɀuru ɀinna, namateŋgu amakawana kuti aiʋa maŋgani? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ko nezvezvingwa zvinomwe zvezviuru zvina zvavanhu? Makaunganidza tswanda ngani? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ko nezvezvingwa zvinomwe zvezviuru zvina zvavanhu? Makaunganidza tswanda ngani? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Kana kuti zvingwa zvinomwe zvavanhu zviuru zvina uye kuti makazadza matengu mangani ezvamakaunganidza? Viz kapitola |