Mateo 16:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 VaFarisi navaSadhusi vakauya kuzomuedza, vakakumbira kwaari kuti avaratidze chiratidzo chinobva kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 ƲaFarise naʋaSaduse ʋakaʋuya kuzomuidza, ʋakakumbira kwaari kuti aʋaratidze ciratidzo cinobva kuɗeŋga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 VaFarisei navaSadhusei vakauya kuna Jesu vachikumbira chiratidzo chinobva kudenga kuri kumuedza zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 VaFarisei navaSadhusei vakauya kuna Jesu vachikumbira chiratidzo chinobva kudenga kuri kumuedza zvavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 VaFarisi navaSadhusi vakauya kuna Jesu vakamuedza nokumukumbira kuti avaratidze chiratidzo chinobva kudenga. Viz kapitola |