Mateo 15:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 haachakudzi baba vake kana mai vake, asi haane mhosva. Makatorera murayiro waMwari simba netsika dzenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 haacakudzi ɓaɓa ʋake kana mai ʋake, asi haanemhoȿa. Makatorera murairo waMŋari simba netsika dzenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Saizvozvo nokuda kwamagamuchidzanwa enyu, makaita kuti shoko raMwari rishaye maturo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Saizvozvo nokuda kwamagamuchidzanwa enyu, makaita kuti shoko raMwari rishaye maturo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 haachafaniri ‘kukudza baba vake’ nacho? Saizvozvo munoshayisa shoko raMwari simba nokuda kwetsika dzenyu. Viz kapitola |