Mateo 15:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 Zvino akauya, akamupfugamira, akati, “Ishe, dondibatsirai henyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino akaʋuya, akamunamata, akati: Ishe, ɗondiɓatsirai henyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Asi mudzimai uya akauya akapfugama pamberi pake achiti, “Tenzi, ndibatsirei zvenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Asi mudzimai uya akauya akapfugama pamberi pake achiti, “Tenzi, ndibatsirei zvenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mukadzi uya akauya akasvikopfugama pamberi pake akati, “Ishe, ndibatsireiwo!” Viz kapitola |