Mateo 15:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Vadzidzi venyu vanodarikireiko tsika dzavakuru, nokuti havashambe maoko kana vachidya zvokudya?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋadzidzi ʋenyu ʋanoɗarikireiko tsika dzaʋakuru, nokuti haʋashambi maʋoko kana ʋacidya ɀokudya? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Sei vadzidzi venyu vachidarika tsika dzamagamuchidzanwa dzamadzitateguru? Nokuti havashambi maoko avo pavanodya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Sei vadzidzi venyu vachidarika tsika dzamagamuchidzanwa dzamadzitateguru? Nokuti havashambi maoko avo pavanodya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Sei vadzidzi venyu vachityora tsika dzavakuru? Havashambi maoko avo vasati vadya!” Viz kapitola |