Online Bible

- Reklamy -




Mateo 15:13 - Shona Bible 1949 revised 2002

13 Akapindura, akati, “Muti mumwe nomumwe usina kusimwa naBaba vangu vari kudenga uchadzurwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Akapindura, akati: Muti mumŋe nomumŋe usina‐kusimŋa naƂaɓa ʋaŋgu ʋari kuɗeŋga ucadzurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Iye akati, “Chose chisina kudyarwa naBaba vangu chichadzipurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Iye akati, “Chose chisina kudyarwa naBaba vangu chichadzipurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Akapindura akati, “Muti mumwe nomumwe usina kusimwa naBaba vangu vokudenga uchadzurwa.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 15:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy