Mateo 14:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Nokuti Johani akati kwaari, “Hauna kutenderwa kuti uve naye.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti Johane wakati kwaari: Haunakutenderwa kuti uʋe naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Chikonzero ndechokuti Johani akanga amuti, “Hazvibvumirwi, pamutemo, kuti agare naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Chikonzero ndechokuti Johani akanga amuti, “Hazvibvumirwi, pamutemo, kuti agare naye.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 sezvo Johani ainge ati kwaari, “Hautenderwi kutora mukadzi uyu.” Viz kapitola |