Online Bible

- Reklamy -




Mateo 14:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokuti Herodhi akanga abata Johani, akamusunga, akamuisa mutorongo, nokuda kwaHerodhiasi, mukadzi waFiripi, munun'una wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti Herode wakaŋga aɓata Johane, akamusuŋga, akamuisa mutoroŋgo, nokuɗa kwaHerodiasi, mukadzi waFiripo, munuŋuna wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 nokuti Herodhi akanga abata Johani akamusunga ndokumuisa mujeri pamusana paHerodhiasi mudzimai womunun'una wake Firipi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 nokuti Herodhi akanga abata Johani akamusunga ndokumuisa mujeri pamusana paHerodhiasi mudzimai womunun'una wake Firipi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Zvino Herodhi ainge abata Johani akamusunga achibva amuisa mutorongo nokuda kwaHerodhiasi mudzimai waFiripi, mununʼuna wake,

Viz kapitola kopírovat




Mateo 14:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy