Mateo 14:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 akati kuvaranda vake, “Uyu ndiJohani Mubhabhatidzi; akamuka kuvakafa, saka masimba awa anobata maari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akati kuʋaranda ʋake: Uyu ndiJohane mubapatidzi; wakamuka kuʋakafa, saka masimba awa anoɓata maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Uyu ndiJohani Muombeki akamutswa muvafi, ndokusaka achigona kuita zvishamiso izvi” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Uyu ndiJohani Muombeki akamutswa muvafi, ndokusaka achigona kuita zvishamiso izvi” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye akati kuvaranda vake, “Uyu ndiJohani Mubhabhatidzi; amuka kubva kuvakafa! Ndokusaka masimba ezvishamiso achishanda maari.” Viz kapitola |