Mateo 14:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Asi Jesu akati kwavari, “Havafaniri havo kuenda; imi muvape zvavangadya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi Jesu wakati kwaʋari: Haʋafaniri haʋo kuenda; imi muʋapei ɀaʋaŋgadya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jesu akati, “Havafaniri kuenda. Vapei iyemi zvokudya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Jesu akati, “Havafaniri kuenda. Vapei iyemi zvokudya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Jesu akapindura achiti, “Havafaniri kuenda. Imi vapei chavangadye.” Viz kapitola |