Mateo 14:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Vadzidzi vake vakauya vakatora chitunha chake, vakachiviga; ndokuenda kundoudza Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya ʋakatora mutumbu, ʋakauʋiga; ndokuenda kundoʋudza Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora chitunha ichocho vakachiviga. Vakaenda vakandotaurira Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora chitunha ichocho vakachiviga. Vakaenda vakandotaurira Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora mutumbi wake vakandouviga. Vakazoenda vakandoudza Jesu. Viz kapitola |