Mateo 14:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Vakauya nomusoro wake uri mundiro, musikana akaupiwa; iye akaenda nawo kunamai vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakaʋuya nomusoro wake uri mundiro, musikana akapiwa; iye akaenda nawo kunamai ʋake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Musoro wake wakaunzwa uri mudhishi ukapiwa kumusikana. Iyewo akaenda nawo kuna amai vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Musoro wake wakaunzwa uri mudhishi ukapiwa kumusikana. Iyewo akaenda nawo kuna amai vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye musoro wake wakauyiwa nawo uri mundiro ukapiwa kumusikana, iye akaenda nawo kuna mai vake. Viz kapitola |