Mateo 14:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Akatuma vanhu kundogura musoro waJohani mutorongo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akatuma murwi kundogura musoro waJohane mutoroŋgo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akatuma munhu kuti andodimura musoro waJohani mujeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Akatuma munhu kuti andodimura musoro waJohani mujeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 ndokutuma vanhu kundogura musoro waJohani mutorongo. Viz kapitola |