Online Bible

- Reklamy -




Mateo 13:51 - Shona Bible 1949 revised 2002

51 (Jesu akati kwavari), “Manzwisisa izvozvo zvose here?” Vakati kwaari, “Hongu, Ishe.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 [Jesu akati kwaʋari:] Manzwisisa iɀoɀo ɀose here? Ʋakati kwaari: Hoŋo, [Ishe].

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 “Manyatsonzwisisa here zvose izvi?” Ivo vakati kwaari, “Hongu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 “Manyatsonzwisisa here zvose izvi?” Ivo vakati kwaari, “Hongu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Jesu akabvunza akati, “Manzwisisa zvinhu izvi zvose here?” Vakapindura vakati, “Hongu.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 13:51

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy