Mateo 13:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Dzimwe dzakawira parukangarabwe, padzakanga dzisina ivhu zhinji, dzikamera pakarepo, nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Dzimŋe dzakawira parukaŋgarabge, padzakaŋga dzisinevu zhinji, dzikamera pakarepo, nokuti dzakaŋga dzisinevu rakadzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dzimwe dzakawira parukangarahwe padzisina kuwana ivhu rakadzika. Dzakabva dzakurumidza kumera nokuti dzakanga dzisina ivhu rakawanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Dzimwe dzakawira parukangarahwe padzisina kuwana ivhu rakadzika. Dzakabva dzakurumidza kumera nokuti dzakanga dzisina ivhu rakawanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Dzimwe dzakawira parukangarahwe, padzakashaya ivhu rakakwana. Dzakamera nokukurumidza nokuti ivhu rakanga risina kudzika. Viz kapitola |