Mateo 13:49 - Shona Bible 1949 revised 200249 Ndizvo zvichaitwa pakuguma kwenyika; vatumwa vachabuda, vachabudisa vakaipa pakati pavakarurama, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ndiɀo ɀicaitwa pakuguma kwenyika; ʋatumŋa ʋacaɓuɗa, ʋacaɓuɗisa ʋakaipa pakati paʋakarurama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Ndizvozvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi. Vatumwa vachabuda vachindokamura vakaipa kubva muna vakarurama Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Ndizvozvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi. Vatumwa vachabuda vachindokamura vakaipa kubva muna vakarurama Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Izvi ndizvo zvazvichaita pakuguma kwenyika. Vatumwa vachauya vagotsaura vakaipa kubva kune vakarurama, Viz kapitola |