Mateo 13:47 - Shona Bible 1949 revised 200247 “Ushe hwedenga hwakafananazve nousvasvi hunokandirwa mugungwa, hunounganidza marudzi ose ehove; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Ʋushe bgokuɗeŋga bgakafanana ɀe norutaʋa runokandirwa muguŋgwa, runoʋuŋganidza marudzi ose ehoʋe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 “Umambo hwedenga hwakafananazve nousvasvi hwakakandwa mugungwa hukakukudza hove dzorudzi norudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 “Umambo hwedenga hwakafananazve nousvasvi hwakakandwa mugungwa hukakukudza hove dzorudzi norudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 “Zvakare umambo hwokudenga hwakafanana nousvasvi hwakakandwa mugungwa uye hukabata marudzi ose ehove. Viz kapitola |