Mateo 13:41 - Shona Bible 1949 revised 200241 Mwanakomana womunhu achatuma vatumwa vake, vagounganidza muushe hwake zvose zvinogumbusa, navanoita zvisakarurama, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Mŋanakomana womunhu ucatuma ʋatumŋa ʋake, ʋagoʋuŋganidza muʋushe bgake ɀose ɀinogumbusa, naʋanoita ɀisakarurama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Mwanakomana womunhu achatuma vatumwa vake. Vachaunganidza vagobvisa muumambo hwake vose vanokonzera vanhu kutadza navose vanoita zvakaipa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Mwanakomana womunhu achatuma vatumwa vake. Vachaunganidza vagobvisa muumambo hwake vose vanokonzera vanhu kutadza navose vanoita zvakaipa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Mwanakomana woMunhu achatuma vatumwa vake uye vachadzura kubva muumambo hwake zvose zvinokonzera chivi navose vanoita zvakaipa. Viz kapitola |