Mateo 13:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Zvino pakukusha kwake dzimwe mbeu dzakawira panzira, shiri dzikasvika dzikadzidya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino pakukusha kwake dzimŋe mbeu dzakawira panzira, shiri dzikaȿika dzikadzidya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Paakanga achikusha kudaro, dzimwe mbeu dzakandowira munzira. Shiri dzakauya dzikadzidya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Paakanga achikusha kudaro, dzimwe mbeu dzakandowira munzira. Shiri dzakauya dzikadzidya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Paakanga achikusha mbeu, dzimwe dzakawira munzira, shiri dzikauya dzikadzidya. Viz kapitola |