Mateo 13:37 - Shona Bible 1949 revised 200237 Akapindura, akati, “Anokusha mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Akapindura, akati: unokusha mbeu yakanaka ndiye Mŋanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Jesu akapindura achiti, “Anodyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Jesu akapindura achiti, “Anodyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Akapindura akati, “Uyo akadyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana woMunhu. Viz kapitola |