Mateo 13:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 Zvinhu zvose Jesu wakaudza vanhu vazhinji nemifananidzo; haana kutaura chinhu kwavari asingafananidzi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀinhu ɀose Jesu wakaʋudza ʋanhu ʋazhinji nemifananidzo; haana‐kutaura cinhu kwaʋari asiŋgafananidzi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akataura zvose izvi kugungano ravanhu nemienzaniso. Hapana zvaaimbovataurira asingashandisi mienzaniso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akataura zvose izvi kugungano ravanhu nemienzaniso. Hapana zvaaimbovataurira asingashandisi mienzaniso. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akataura zvinhu izvi zvose kuvanhu nemifananidzo. Haana chaakataura kwavari asingashandisi mifananidzo. Viz kapitola |