Mateo 13:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Akati, ‘Kwete, zvimwe kana muchiunganidza masawi, mungadzura nezviyowo.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Akati: Kwete, ɀimŋe kana muciʋuŋganidza mashawi, muŋgadzura neɀiyo ʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Asi iye akati, “Kwete, mungadaro mukadzipurirana nekoroni pamunenge muchidzura sawi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Asi iye akati, “Kwete, mungadaro mukadzipurirana nekoroni pamunenge muchidzura sawi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Akapindura akati, ‘Kwete, nokuti paya pamunodzura sawi, mungazodzura pamwe chete nezviyo. Viz kapitola |