Mateo 13:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 Asi vanhu vavete, muvengi wake akauya, akakusha masawi pakati pezviyo, akaenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Asi ʋanhu ʋaʋete, muʋeŋgi wake akaʋuya, akakusha mashawi pakati peɀiyo, akaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Asi vanhu vakarara, muvengi wake akauya akadyara sawi mukati mekoroni akabva aenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Asi vanhu vakarara, muvengi wake akauya akadyara sawi mukati mekoroni akabva aenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Asi munhu wose avete, muvengi wake akauya akakusha sawi pakati pegorosi, ndokubva aenda. Viz kapitola |