Mateo 13:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Kuporofita kwaIsaya kwakaitika kwavari, kunoti, ‘Kunzwa, muchanzwa, musingatongonzwisisi; Kuona, muchaona, musingatongoonesesi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kuprofita kwaIsaya kwakaitika kwaʋari, kunoti: Nokunzwa, mucanzwa, musiŋgatoŋgonzwisisi; Nokuʋona, mucaʋona, musiŋgatoŋgoʋonesesi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kwavari zvinobva zvazadziswa zvakataurwa nomuporofita Isaya achiti, ‘Zvokuteereresa regaika zvenyu kuteerera handiti mungadaro mukazonzwisisa, kana zvokutarisa regai zvenyu kutarisisa mungadaroka mukazonyatsoona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kwavari zvinobva zvazadziswa zvakataurwa nomuporofita Isaya achiti, ‘Zvokuteereresa regaika zvenyu kuteerera handiti mungadaro mukazonzwisisa, kana zvokutarisa regai zvenyu kutarisisa mungadaroka mukazonyatsoona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Mavari munozadzisa chiprofita chaIsaya chinoti: “ ‘Muchangoramba muchinzwa asi musinganzwisisi; muchangoramba muchiona asi musingaonesesi. Viz kapitola |