Mateo 12:50 - Shona Bible 1949 revised 200250 “Nokuti ani naani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga, ndiye mukoma nomunun'una, nehanzvadzi, namai kwandiri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Nokuti aninani unoita kuɗa kwaƂaɓa ʋaŋgu ʋari kuɗeŋga, ndiye munuŋuna waŋgu, nehanɀadzi, namai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Nokuti aninaani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mukoma nomunun'una neni nehanzvadzi naamai vangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona50 Nokuti aninaani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mukoma nomunun'una neni nehanzvadzi naamai vangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Nokuti ani naani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mununʼuna wangu nehanzvadzi yangu, namai vangu.” Viz kapitola |