Mateo 12:47 - Shona Bible 1949 revised 200247 Mumwe akati kwaari, “Havo mai venyu navanun'una venyu vamire kunze, vachitsvaka kutaura nemi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Mumŋe akati kwaari: Haʋo mai ʋenyu naʋanuŋuna ʋenyu ʋamire kunze, ʋacitȿaka kutaura nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Naizvozvo mumwe munhu akamutaurira kuti, “Amai venyu navakoma navanun'una venyu vamire panze, vari kukumbira kutaura nemi.”] Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Naizvozvo mumwe munhu akamutaurira kuti, “Amai venyu navakoma navanun'una venyu vamire panze, vari kukumbira kutaura nemi.”] Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Mumwe akati kwaari, “Mai venyu navanunʼuna venyu vamire panze, vari kuda kutaura nemi.” Viz kapitola |