Online Bible

- Reklamy -




Mateo 12:46 - Shona Bible 1949 revised 2002

46 Akati achataura navanhu vazhinji, tarira, mai vake navanun'una vake vakamira kunze, vachitsvaka kutaura naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Wakati acataura naʋanhu ʋazhinji, tarira, mai ʋake naʋanuŋuna ʋake ʋakamira kunze, ʋacitȿaka kutaura naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Paakanga achiri kutaura kugungano riya ravanhu, amai vake navakoma navanun'una naye vakanga vatomira panze vachikumbira kutaura naye. [

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Paakanga achiri kutaura kugungano riya ravanhu, amai vake navakoma navanun'una naye vakanga vatomira panze vachikumbira kutaura naye. [

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Jesu paakanga achiri kutaura kuvanhu vazhinji, mai vake navanunʼuna vake vakamira panze vachida kutaura naye.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 12:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy