Mateo 12:44 - Shona Bible 1949 revised 200244 “Zvino unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwangu kwandakabuda;’ asi uchisvika, unoiwana isina chiro, yakatsvairwa, yanatswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ɀino unoti: Ndicadzokera kumba kwaŋgu kwandakaɓuɗa; asi uciȿika, unoiwana isineciro, yakatȿairwa, yanatswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Zvino unozoti, regai ndidzokere kumba kwangu kwandakabva. Kana wasvika unosvikoiwana isina chirimo yakatsvairwa yakanyatsorongedzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Zvino unozoti, regai ndidzokere kumba kwangu kwandakabva. Kana wasvika unosvikoiwana isina chirimo yakatsvairwa yakanyatsorongedzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Ipapo unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwandakabva.’ Kana wasvika, unosvikowana imba iya isina ageremo, asi yakanyatsotsvairwa zvakachena nokunyatsorongedzwa zvakanaka. Viz kapitola |