Mateo 12:26 - Shona Bible 1949 revised 200226 NaSatani kana achibudisa Satani, anozvipesanisa; ushe hwake huchamira seiko? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 NaSatani kana aciɓuɗisa Satani, unoɀipesanisa; ʋushe bgake bgucamira seiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Zvino Satani kana achidzinga Satani, ari kutozvirwisa iye pachake. Umambo hwake hungamire sei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Zvino Satani kana achidzinga Satani, ari kutozvirwisa iye pachake. Umambo hwake hungamire sei? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Zvino kana Satani achibudisa mumwe Satani, zvinoreva kuti anozvipesanisa. Saka umambo hwake hungamira sei? Viz kapitola |