Online Bible

- Reklamy -




Mateo 12:19 - Shona Bible 1949 revised 2002

19 Haangarwi, haangaiti mhere-mhere; Hakuna munhu achanzwa izwi rake mumigwagwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Haaŋgarwi, haaŋgaiti mhere‐mhere; Hakunomunhu ucanzwa inzwi rake munzira dzomumusha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Haazoiti gakava kana kudaidzira hapana achanzwa izwi rake mumigwagwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Haazoiti gakava kana kudaidzira hapana achanzwa izwi rake mumigwagwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Haazokakavari kana kuridza mhere; hakuna anozonzwa inzwi rake mumigwagwa.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 12:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy