Mateo 11:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomwoyo unozvininipisa, kuti muwane zororo pamweya yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Muise joko raŋgu pamsoro penyu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomŋoyo unoɀininipisa, kuti muwane zororo pamŋeya yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Torai joko rangu mudzidze kwandiri nokuti ndine mwoyo munyoro uye ndakazvirereka muchazviwanira mwoyo yenyu zororo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Torai joko rangu mudzidze kwandiri nokuti ndine mwoyo munyoro uye ndakazvirereka muchazviwanira mwoyo yenyu zororo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri, nokuti ndiri munyoro uye ndine mwoyo unozvininipisa, uye muchawana zororo remweya yenyu. Viz kapitola |