Mateo 11:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 “Asi ndichafananidza rudzi urwu neiko? Rwakafanana navana vagere padare, vanodanidzira kushamwari dzavo, vachiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi ndicafananidza rudzi urwu neiko? rwakafanana naʋana ʋagere paɗare, ʋanoɗanidzira kushamŋari dzaʋo, ʋaciti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Ko chizvarwa chino ndingachienzanise neiko? Chakafanana navana vagere pamisika vachidaidzira kuna vamwe vavo vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Ko chizvarwa chino ndingachienzanise neiko? Chakafanana navana vagere pamisika vachidaidzira kuna vamwe vavo vachiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Rudzi urwu ndingaruenzanisa nei? Vakafanana navana vari mumisika vari kudanidzira kuna vamwe vachiti: Viz kapitola |