Mateo 10:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Musatora ndarama kana sirivha, kana ndarira muzvikwama zvenyu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Musatora ndarama kana sirveri, kana ndarira muɀikwama ɀenyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Musatakure mari yendarama kana yesirivha kana yekopa muzvikwama zvenyu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Musatakure mari yendarama kana yesirivha kana yekopa muzvikwama zvenyu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Musatakura goridhe, kana sirivha kana ndarira, muzvikwama zvenyu; Viz kapitola |