Mateo 10:39 - Shona Bible 1949 revised 200239 ANowana upenyu hwake, acharasikirwa nahwo; asi anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu, achahuwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Unowana ʋupenyu bgake, ucarashikirwa nabgo; asi unorashikirwa noʋupenyu bgake nokuɗa kwaŋgu, ucabguwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Uyo anoda kuchengetedza upenyu hwake acharasikirwa nahwo. Uyo anorasikirwa noupenyu hwake, pamusana pangu, achahuchengetedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Uyo anoda kuchengetedza upenyu hwake acharasikirwa nahwo. Uyo anorasikirwa noupenyu hwake, pamusana pangu, achahuchengetedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Ani naani anowana upenyu hwake acharasikirwa nahwo, asi uyo acharasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu achahuwana. Viz kapitola |