Mateo 10:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 Asingatakuri muchinjikwa wake, akanditevera, haana kufanireni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Usiŋgatori mucinjikwa wake, akanditeʋera, haana‐kufanireni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Aninaani asingatore muchinjikwa wake achinditevera haakodzeri kuva wangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Aninaani asingatore muchinjikwa wake achinditevera haakodzeri kuva wangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Uye uyo asingatakuri muchinjikwa wake akanditevera haana kukodzera kuva wangu. Viz kapitola |