Mateo 10:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 “Musafunga kuti ndakauya kuisa rugare panyika; handina kuuya kuisa rugare, asi kurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Musafuŋga kuti ndakaʋuya kuisa rugare panyika; handina‐kuʋuya kuisa rugare, asi kurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 “Regai kufunga kuti ndakauya kuzounza rugare panyika. Handina kuuya kuzounza rugare asi hondo yebakatwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 “Regai kufunga kuti ndakauya kuzounza rugare panyika. Handina kuuya kuzounza rugare asi hondo yebakatwa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 “Musafunga kuti ndakauya kuzouyisa rugare panyika. Handina kuuya kuzouyisa rugare asi munondo. Viz kapitola |