Online Bible

- Reklamy -




Mateo 10:33 - Shona Bible 1949 revised 2002

33 “Asi mumwe nomumwe anondiramba pamberi pavanhu, neni ndichamurambawo pamberi paBaba vangu vari kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Asi mumŋe nomumŋe unondiramba pamberi paʋanhu, neni ndicamuramba ʋo pamberi paƂaɓa ʋaŋgu ʋari kuɗeŋga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Asi munhu anondiramba pamberi pavanhu, ini ndichamurambawo pamberi paBaba vangu vari kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Asi munhu anondiramba pamberi pavanhu, ini ndichamurambawo pamberi paBaba vangu vari kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Asi ani naani anondiramba pamberi pavanhu, neni ndichamurambawo pamberi paBaba vangu vari kudenga.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 10:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy