Mateo 10:26 - Shona Bible 1949 revised 200226 “Naizvozvo musavatya; nokuti hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozaruwi; kana chakavanzika, chisingazobudi pachena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Naiɀoɀo musaʋatya; nokuti hakunecinhu cakafukidzwa, cisiŋgazozarurwi; kana cakaʋanzika, cisiŋgazozikanwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Naizvozvo musavatye. Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswa pachena kana chakavandika chisingazozivikanwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Naizvozvo musavatye. Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswa pachena kana chakavandika chisingazozivikanwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Naizvozvo musavatya. Hapana chakavanzika chisingazobudiswi pachena kana chakavigwa chisingazozivikanwi. Viz kapitola |