Online Bible

- Reklamy -




Mateo 10:17 - Shona Bible 1949 revised 2002

17 Asi chenjerai vanhu, nokuti vachakuisai kumatare amakurukota, nokukurovai zvikuru mumasinagoge avo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Asi cenjerai ʋanhu, nokuti ʋacakuisai kuʋuŋgano dzamakurukota, nokukuroʋai ɀikuru mumasinagoge aʋo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Ngwarirai vanhu, nokuti vachakukwirirai matare vachikurovai mumasinagogu avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Ngwarirai vanhu, nokuti vachakukwirirai matare vachikurovai mumasinagogu avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 “Chenjerai kuti vanhu vachakuisai kumatare uye vagokurovai mumasinagoge avo.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 10:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy