Mateo 10:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 “Tarirai, ndinokutumai samakwai pakati pamapere; saka chenjerai senyoka, mururame senjiva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Tarirai, ndinokutumai samakwai pakati pamapere; saka cenjerai senyoka, mururame senjiʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Tarirai, ndinokutumai sehwai mukati memhumhi, nezvo ngwarai senyoka asi makarurama senjiva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Tarirai, ndinokutumai sehwai mukati memhumhi, nezvo ngwarai senyoka asi makarurama senjiva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndiri kukutumai samakwai pakati pamapere. Naizvozvo chenjerai senyoka uye mugova vasina mhosva senjiva. Viz kapitola |