Mateo 1:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Asafa akabereka Josafati; Josafati akabereka Joramu; Joramu akabereka Ozia; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asafa akaɓereka Josafati; Josafati akaɓereka Joramu; Joramu akaɓereka Ozia; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asafu akabereka Jehoshafati; Jehoshafati akaberekawo Joramu; Joramu ndokubereka Uziya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asafu akabereka Jehoshafati; Jehoshafati akaberekawo Joramu; Joramu ndokubereka Uziya; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asa baba vaJehoshafati, Jehoshafati baba vaJoramu, Joramu baba vaUzia, Viz kapitola |